Friday, September 27

Joey Mukando Mafia Birwai Zvidzoyi Zvevakadzi Why Trusting Macelebrity Nemari Ukaona Uchitadza Kuzvichengetera Mari Yako Une Problem Mari Yekutenga Mazowe 6moths Uchingopa Munhu Chete Wozopiwa Tuchikafu Zvakaoma Hazvo I Blame Zanupf

Vamwe vakadzi vekuZimbabwe munoda kuendeswa kuchikoro Che civilization,Paying a lot of money every month to an individual just to get mazoe nema tissue after 6mth here? Zvakakuomerai shame mosvinura rini in such a hard economy nhai, saka muchaitasei โ“๐Ÿ˜„Vese vachirikuita zvimukando zvema Socialites makazungaira.chinokutadzisa kuchengeta mari yako wonotenga grocery chii?hakuna munhu asingagone kuchengeta mari.Money needs discipline chete.majaira kubirwa apa munopinzwa neJoining fee ๐Ÿ™„๐Ÿ™„Hello good people ma rounds akanaka sometimes akaipa ini ndaive muma round emari bt pandaizoipihwa business racho raisambo booster zvaro kana ma customer angaasisauye kusvika ndabuda mune mamwe ma round zvakabva zvatanga kufamba ende vanhu vacho vakatotsamwa kuti ndabudirei ndichibva ndaziva kuti pane zvaiitika pamari yangu nanhasi i don't trust vanhu panyaya dzemari vanokuitisa rombe zvavo zvichiita nw ndozviitira ma budget angu ndega,,,, haasi ese ma round anechimukoNgavabirwe stereki avadzidze

 

Chinotadzisa munhu kuti wawana 35us pamwedzi wonosimudza box remafuta or case ye sugar chii

  • Share: