Saturday, September 28

Huni Dzanaiwa Paradzai Wauya Ketina And Doreen Aiwa Iyi Mhuri Yagadzirisa Nyikaa

The Paradzayi Twins (Ketina &Doreen)

Chisindicate chebasa 

Ava vanogona kugadzirisa nyika tikavapa mukana ,vana veZimbabwe vatambura nenhamo hakuna mabasa 

Zvakutoda magindagoriyaVanhu vari cursed ndovochigadzira nyika manje hahaha.Unoti kutaura zvinyadzi kugona here kuya kana kutuka kwavanoita.Vanhu ivava vari kutorwisana nemainner demons ari mavari so pressure yacho vakaexpresser nekutukirira ndokuti vanzwe zviri nani.

  • Share: