Friday, September 27

Hakuna Baba Vakadai Ngoni Oti Shoko Harisati Rasvika Kuno KuGermany Imimi Postayi And Endai Monobereka Mwana Wacho

Umwe Hati mhofu kwane mwana handei tinobereka zvikanzi mhanya kaiwe unobereka 🤣🤣Imba yavo yakasoparara kare both no longer wear rings, imi ndimi murikutivafoseredzeraMhofu ukavaitirq dzungu vanopindura mhinduro manyama chaiyoUyuwo busy nema band asi haasi wake mwana wacho or maybe anga achida kuti ave mkomana ini handichaziviwo gud 9yt😴🥱Tyler Kutenda kkkkkk wotosiya contract dzamaka sainirana manje 😂 haiwawooo vangani vanobereka hubby asipo? Chashamisa nhasi chii nhaimiPanoundurwa vanhu kupage kwaMB mangomuona munhu wacho anoita izvozvo

  • Share: