Friday, September 27

Greatman Music Osekwa Nemazimba Kudya Kwakadai Hakude Kohunhu Senyika Takaisa Kupiko

Chisingaziwe vanhu unogona kutozvarwa unezvose vozofa usina zvose,hakuna munhu anoudza mwari zvaarikuda kuzvarwa akaita so kungorutsa kutaura uku zivai kuti kuna mwari kudengaVanhu musapererwe zvekusvika pakudaišŸ¤”. Dzimwe nguva kunyarara kwakakosha if you don't have anything positive to say mufunge.Vadikani kusaziva kufa murombo munhu havigwe Ari mupenyu sekai urema mafa ramangwana harizikanwa muno medzwa makumbo ese nenjodzi dzemigwagwaUnogona kuzongoperekedzwa kubtoilet watokura futi mukada kutamba muchiseka vanhu vakasikwa naMwariKuzvidaidzira munyama usina maripo apa,bfo you wrote that you must ask yourself kut Dai ndirini zvaidii .people don't be like that

  • Share: