Friday, September 27

Fungisai KoDzabu Mwana WaMadamboss Kuzvarwa Kwake Kunei Nekufa Kwababa Guti Itawo Sewakaenda Kuchikoro Zimbabweans Angry

Makorokoto mai Dzabu! Madam Boss. This is the generation yakuzvarwa Baba Archbishop Ezekiel Guti vaenda. 😭The Testament will see them through. Ngaawanzwe Makomborero!Mufi nemwana zvasangana papiko baba Guti varikukwaniswa papi pakuzvarwa kwa Dzabu ane dramawo uyuHanzi generation yakuzvarwa baba Guti vafa meaning vachakura vasina guidance and teachings dzababa GutiNhai iwe Fungisai.Baba Guti vanei naDzabu????..Ndosaka uchikundwa kuimba naDorcas Moyo.Tuziso

  • Share: