Friday, September 27

E Creator Madamboss Na Mhosva Voti Takatobiirwawo Siyanai Nesu Mushure Mekunge Vatukwa Kunzi Naiwo Imbavhawo

madam boss namhosva ndimi maka recruiter vanhu last minute imi ne e_ creator yenyu mukarohwa mushe mushe munonyatsoudza vanhu chokwadi imi ,manyudzisa vanhu vakawanda imi kutu dzevanhu nxiiiMadam boss vachi indroducer i creater takakupai warning mukaita nharo yekuvateerera nekuti Ndi mama Vee naMadam boss Same story yakaitwa naMai Tt or irikuitwa Na Joey vanhu varikungotaura hamuterere mouya pano muchiti pwe pweHant vanhu vanot zvinhu zvina Madam boss zvir legit,ari felly nhas vanhu vachitukirira zvisingait πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚chero akaisa disclaimer asi wai recruiter iwe mhosva hanty makabhadharwa here ma live amaiita

  • Share: