Friday, September 27

Crammah Chindunga Imhondi Akauraya Sahwira Wake Nepfuti Denford Nenzou Akarara Apo KuDurban SouthAfrica Chiiko Kuurayana Vazukuru Vanehanda

Tikati tambe tambe tombomhoresawo mhondi dziri pakati pedu, dzakauraya but dzisina kumbobvira dzabatwa or kupika jeri 🙏. Uyu akagara apa ndiCrammah Chindunga , he shot and killed Denford Nenzou uyo akarara apo uyo, sometime in November 2019. Denford aiva shofe and Crammah aingorwadziwa naye kusvika angozowana kamukana one day kekumupfuudza ndobva amuuraya. Nyaya iyi yakatomboitwa naSimba Chikanza, he interviewed Crammah uyu and aitotaura zvake nyobvo, no remorse and akatobheja kuti handibatwi . Denford akasiya mukadzi aiva akazvitakura nevana 2 kana ndisingakanganisi. Nyaya iyi yakaitikira kuDirban .Vese ndeveJekwa, kwaMurehwa. Mukarakate . 

Ndangoti nditi Crammah ndeipi ? 

Denford Nenzou, continue to rest in peace.

  • Share: