Friday, September 27

Cousin Rose Oti Siyanai Neni Muvengi Wamaitt Haazi Wangu Ini Na Ketty Hatirege Kutamba Tese Kuda Kufadza Imi Cat Family

Rose handioni paaresva ini side rangu , shamwari yamai Titi haisi shamwari yake , shamwari yaRose haisi shamwari yamai Titi , so kukonana kwaketty naMai Titi hazvidi Rose komangwana vakafuma vachiwirirana ketty naMura, Rose anonyarirepi , Ketty naMura vanoziva magiraji avo , zvekuti Rose akapa Ketty masecret zvichabuda hapana chisingabudi pasi pezuva guys plus Ketty aingotaura kwabva masecret wani . Siyai Rose veduweIiii ini hangu munhu akanditukira hama dzangu . Andichinei naye nyangwe zvazvo zvichinzi usa hotspot we asii matukiro anoita Ketty ana Mai murata Aya ahana kunaka ko azvimurwadzeo nei ?? Mofunga kt Mai na baba murata vanonzwa sei hama yavo ichiita hangout nemunhu anovatuka zvinyadzi. Nyangwe dai mamurimi gyz let's say ndiwe Mai murata unonzwa sei .

  • Share: