Friday, September 27

Congradulations Holyten 24year Old Father Of 2 Zimbabweans Vobvunza Mwana Wa Holyten Anenge Ari Number Chii Nekuti Baba Vane Vawo Mai Vane Vavo Zvakasangana Ma Divorcees

Mwana uyu azvarwa anenge ari number ani ? Mufamily , nekuti Kim ane wake mwana , Holy 10 ane wake wo , so ifirst born here or ithird born ?It's first for both of them. Zvekti umwe wake umwe wake Rava dramaSecond born kuna mai, second born kuna baba,so i second born šŸ¤”Congratulations Mujaya 24yr Old father of 2 šŸ¤©šŸ¤©izvi zvinovengwa nemuroyi cheteā¤ļøFather of 2 kudii iye asikuchengeta dangwe rake rekwa Chelsea Tariro Hlomayi ngaachenfetewo Mwana wake wekutanga ehe chero asingade mai vacho ngaachengete mwana wake twurasta twenge mopMwari ngakudzwe mai mujaya vazviita zvakare vapamha kamwe mukoma Tinashe mugabe basa ririkuwanda takanoti hoyoo pama DNAMimba yaKim kuita kunge yaitwa 1 mnth ,hatina kuinzwa ....kozoita imwe yakaita 2yrs ichiimbiwa haaaaa life no balance

  • Share: