Friday, September 27

Chinoratidza Joey Imbavha Why Asina Kuudza Vanhu Kuti Ndi Agent Wemastands Vakatsotswa Vawanda

To be honest chinoratidza kuti joey itsotsi wy usina kuudza vanhu kuti iwe ndiwe agent wema stand Acho uchingotetena Mari uri ziii hako hazvo kubudirira nekutsikirira vamweRegai vadyirwe vana very impressive ,Zimbabwe chaiyo kuwana munhu anokubatsira mahara aaah ndaive ndatya nazvo

  • Share: