Friday, September 27

Charlotte Mabasa Anogara Ku Springs South Africa That Girl Akauraiwa Nemukadzi Wemunhu Waaidanana Naye Zvinotyisa Zvinoshamisa

Vanasisi vedu varijoni mukudanana kwenyu nevarume vasingakoshese dzimba dzavo be decent enough kuti zvinhu zvenyu zviperere kunze ikoko. The girl with the picture below anonzi Charlotte Mabasa anogara kuSprings aidanana nemurume akaroora ndokuzofunga kuti haachadi kudyirwa musaga kwaakuenda kuzoudza mukadzi wechikomba chake. The wife didn't take it well kwaakupfuudza hupenyu hwake.Handina kutaura zita remurume to protect mwana akasiiwa. Nhai Charlotte zvawashungurudza mwana we vanhu kusvika pakuzvipfuudza uchachengeta here mwana asiiwa. Anyone anoziva kwaari now nevehukama vaCharlotte mukaona this post endai nemwana wenyu akumbire ruregerero munhu asati aendeswa kuZimNxaaa saka kuyanika Charlotte uku kobatsirei mukwane imimi why muchiprotector varume ,hanty Charlotte aide zvibude pachena kuti maiguru vazive here zvazvakashatei barika ririko waniAaaah I blame akazviuraya Charlotte was right uyo maybe ndevaya vanoti murume wangu ari holly here, RIP but kufira mahara chaiko.

  • Share: