Friday, September 27

Capetown Kugara Vakashinga Kwazara Mabhinya Be Safe Mwana Ashaikwa Ku Captown Uyu Anonzi Makanaka Kune Vamuonawo Contact Below

Ndokumbirawo undiisirewo ku group tikutsvaga mwana wedu uyu anonzi Makanaka akangobuda Thursday manheru kumba until now apa akasiya fon yake tamboyedza kutsvaga nemapurisa hapana kana any lead aigara ku zola ku strand Capetown ane 15 years anenge amuwanawo please call 0641882807 or 0749298174 or 0653602911

  • Share: