Friday, September 27

Baba Guti Was Selfish Like Mugabe Zanupf Kupinda Mu100 Years Uchitadza Kusiira Vamwe Chimuti Mazaoga Uko

Kupinda mu100 worega kupa mumwe chitanda unenge uchiedza kudii?Haaàaaa Chimbofunga nemachemero Anoita Vanhu KuZaoga paNormal Service,ko kuzotii Apaa Parikunzii Baba Vafaa ChaaaaaaiZodzo harisiiranwe Mwari vanosarudza Vega next time ivai nerespect nokuti ana baba Guti hamuna zera navo havasi vekutsvagisa malikesWe can't blame him this guy splitted from AOGA to start his own thing that's why it was called the house of Ezekiel so yeah it's his family businessNdiro team ranaMugabe munhu unoda kufa uchingotonga kunge kusina vamwe vanhu muchaona church ichiparara soonZvakangofanana nevanhu vanoenda kuchurch inonzi end time message haaaaa surrende boys ne zaoga haaaaa ndoma satanist aya mukoma wangu akutosvika 40 years asina mkadzi or girlfriend zvayo hanzi ndakanzi ndiite brother ku church kubasa haade kuenda anongopiwa iwo masvutu eku church haaaa iri team roda kumamiswa

  • Share: