Princessπππ apa anga achiri mudiki zvishoma because azoshonyororwa mutsipa ava ne4years hake. Mwana akatambura uyu, andifungidza kupondwa kwaTapiwa Makore.
We want justice for our princessπ₯
Rest in peace angel ποΈποΈ
#justiceforPrincessThis is soo sad πͺπͺπͺ and heartbreaking πππ especially when tormented and murdered by someone who is meant to be maivakuru - someone who is supposed to protect and defend her
Fly away angel π§π»βοΈπ§π»βοΈπ§π»βοΈMay your soul rest in peace π€π€π€
As a nation, we vow not to rest until mhondi idzi dzatongwa accordingly - Justice for Princess πππIni pa nyaya iyi amai vacho ndoona kunge vanga vasinga cheuke vana Ndosaka va ignore ma calls a sisi vaidya nyika rutivi Vane yavo mhosva sisi vacho imhondi chairoMatuzvi madzimai anongokwirwa zvisina purani. That mother got serious issues, kurondedzera kunge vari kurondedzera how she went grocery shopping vakadzoka vakainda out vakadzoka vakavata.
Kana muchirwa nevakoma all the time why leaving vana nevanhu vakadaro. That woman is not bothered I think it’s good riddance to her.Chinoita kuti tichengeterwe vana nehama inhamo ukagara nemwana usina basa anodyei apa uri single zvakaoma tinofuratira vana vedu nemisodzi pamatama tichinotsvaka mabasa joni chekuita hapana but vanhu musatambire vana vevamwe muchizivakuti hamuzvigone nekuda grocery nemukuruIyi nyaya iri kundishaisa hope honestly speaking,ndikuita senge ndinomuziva mwana uyu and haasi kubuda mupfungwa dzangu ndichi imaginer vachimuuraya ofa vomuisa musaga vonomukanda mumvuraππππππππ