Friday, September 27

200usd ×30 People Joining Fee Kumastands Joey Kupa Vakadzi Pressure He Ndinoshanda List Iro Remari Dzevanhu Mukuti Kudii Mazimbabwean Chiiko Kusvika Riini Muchitsotswa

Right guys regai ndinyatsotsanangura nyaya yemaStands aJoey aya muorder yemaitikiro acho.

 

So Joey advertises kuti ane mastands ari kuLakeCity so join maround emastands

Vanhu vakajoiner so mugroup racho mune 30 people total

They were told pay:$200us admission fees

$50us membership fee

$50us yakanzi ndeya lawyer.

Mamontly payments emastands akanzi u either pay $160 or $230 pamwedzi asi akazochinja akati munhu wese $230us. So far people have paid at least 3 months.Mari idzi dzainzi dzikuenda kuCompany inonzi Dumfard.

 

From nowhere bvaachinja Joey uya akati mari yakuendeswa kucompany inonzi kuProperty Handle Africa akati iye akudealer memuridzi wemastand directly..Apo ndipo pakatanga kuraiser alarm bells and vanhu vakatanga kuita machecks kuti zviri kumbofamba sei..Machecks aya revealed kuti:

1) Lake City iya is a farm belonging to murungu ende Joey neProperty Handle vacho dont even have permission to sell the land.

2)KuDumfard kuya kwavainzi ndiko kurikubhadharwa mari vakafonerwa vakataura ivo kuti hatina mari yatakambopihwa ichibva kuSMC kwaJoey hatitovazive vanhu ivavo.

Ezvino vanhu vakubvunza vakudirwa rafu.Vamwe varikutotya kana kuti voitanga sei nyaya yacho.

Joey uyu ainyeba kuti hee kune 200 people vemastand hee chino achingoda kukwezva vanhu.Mavictims arikuti Joey ari rude zvisingaite and anotyisidzira vanhu.

 

Saka ndomamiriro emaround emastand parizvino..Joey either dzorera mari dzevanhu dzawatora so far kana kuti buda pachena kune vanhu vako 30 ava kuti wats going on.Provide all the necessary documents amakabvunzwa naProperty Consultant musatsike tsike.Be as transparent as u are kana uchiita malive ako uchikwezva vanhu.Imbomira zverafu dzako idzi iwe uchibira vanhu..

 

Then lastly koitawo imiwo vanhu please siyanai nezvimascheme zvemasocialites izvi varikutotamburawo kutotsvagawo raramo like everyone else musangokabira zvese.Pekutanga chaipo u should have gone physically kunoona mastands acho and do due diligence moita machecks ese because mungadai makatosevha mari.Pedzezvo monzi heee ndinoshanda nesimba, hee my hustle chii chii hayas vanhu musapihwe pressure.

Musatruste vanhu ava.

$230×30×3mnth = $20 700 USD! + $9000 joining hayasThe fact yekuti she keeps talking about zvemabasa nemari and making other women feel as if they are not trying enough was a red flag to me.Anokasira kutaura so kuda kuvhara vanhu.handina kumbobvira ndazvitenda hanguZva joey we said it from day 1 same namai tt kuti imbavha….. now kwasara Tilder nema skits ake wake up peopleJoey hake anooneka kuti zvinhu zvake zvine chitsotsi mukati nekuti aimhanya mhanya kuedza kubatsira mai tt,jowi ndomufarira asi ini ndakatanga kumu suspecter pakutengera vanhu Ellis brown mukore uno,Ellis brown i sign yekuvharwa.hameno henyu muchaitirwa live muchiudzwa kuti handitye munhu

  • Share: