Friday, September 27

Courage Kutira Anoga Glenview Ndiye Muzanupf Youth Wekuuraya CCC Youth Sure Kuita Ngozi Yezanupf Isingakupe Kana Mari Ngwarai Kani

Jerry Hwekwete vosungwa wakura kudai zvonyadzisa apa munhuwacho.wamukusupporter haambozokununuriftIts not easy kuwuraya munhu 

 

Vanhu ava vanenge vagara vari mhondi nekare kuma dzinza kwavo

 

Apa vamwe vanhu vasina njwere vachingo terawo vachipopota kukanda matombo 

 

Kusvitsvagira ngozi inozotambudza dzinza rese rekwenyu ne new generation ichazotevera yese nxaa

 

Dai Mwari avawanira nyasha๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿค•๐Ÿค•๐Ÿค•๐Ÿค•Mhondi iyi yanetsa kuno yakasiya yauraya munhu ikatizaImi hamusikuona kuti kukwana chaiko haana munhu uyu asi chandoodira ngozi inouya nyangwe wakakwana or hauna inouya chteTariwana zita rake anonzi Courage Kutira anogara Glen view ndiye awuraya munhu weCCC. Lets post him everywhere kusvika asungwa ๐Ÿ˜.. Tichingoti Mweya waTinashe chitsange muka uzvirwire ๐Ÿ˜ 

  • Share: